Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 3:21-22

Zvirevo 3:21-22 BDSC

Mwanakomana wangu, chengetedza kutonga kwakanaka nokungwara, usazvirega zvichibva pameso ako; zvichava upenyu kwauri, chishongo chakanaka pamutsipa wako.