Zvirevo 28:27
Zvirevo 28:27 BDSC
Uyo anopa kuvarombo haangashayiwi chinhu, asi uyo anotsinzina meso ake kuvarombo achagamuchira kutukwa kuzhinji.