Kuronga kwomwoyo ndekwomunhu, asi mhinduro yorurimi inobva kuna Jehovha. Nzira dzose dzomunhu dzinoita sedzakanaka pakuona kwake, asi Jehovha anoyera zvinangwa. Kumikidza kuna Jehovha chose chaunoita, ipapo urongwa hwako huchabudirira.
Verenga chikamu Zvirevo 16
Terera ku Zvirevo 16
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvirevo 16:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo