Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 15:22-23

Zvirevo 15:22-23 BDSC

Urongwa hunoparara kana pasina vanopa mazano, asi vanopa mazano vakawanda hunobudirira. Munhu anowana mufaro mukupa mhinduro yakanaka, uye rakanaka seiko shoko rinouya nenguva!