Zvirevo 12:4
Zvirevo 12:4 BDSC
Mudzimai ane unhu hwakanaka ikorona kumurume wake, asi mudzimai anonyadzisa akafanana nokuora mumapfupa omurume wake.