Vakabva paKadheshi vakandodzika misasa paGomo reHori, kumuganhu weEdhomu. Aroni muprista akakwira muGomo reHori sezvakarayirwa naJehovha, akandofira imomo pazuva rokutanga romwedzi wechishanu wegore ramakumi mana shure kwokubuda kwavaIsraeri muIjipiti. Aroni akanga ava namakore zana namakumi maviri namatatu pakufa kwake paGomo reHori. Mambo weAradhi muKenani, aigara kuNegevhi kweKenani, akanzwa kuti vaIsraeri vari kuuya. Vakabva kuGomo reHori vakandodzika misasa paZarimona. Vakabva paZarimona vakandodzika misasa paPunoni.
Verenga chikamu Numeri 33
Terera ku Numeri 33
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Numeri 33:37-42
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo