Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 27:18-20

Numeri 27:18-20 BDSC

Saka Jehovha akati kuna Mozisi, “Tora Joshua mwanakomana waNuni, murume ano mweya maari, ugoisa ruoko rwako pamusoro pake. Unofanira kumumisa pamberi paEreazari muprista napamberi peungano yose ugomurayira pamberi pavo. Umupe rimwe simba rako kuti ungano yose yavaIsraeri igomuteerera.