Kana ndikavaendesa vane nzara kumisha yavo, vachaziya vakawira pasi nenzara munzira, nokuti vamwe vavo vakabva kure.” Vadzidzi vake vakati, “Asi munhu angawanepiko murenje muno zvingwa zvavangapiwa vakaguta?” Jesu akati kwavari, “Mune zvingwa zvinganiko?” Vakati, “Zvinomwe.”
Verenga chikamu Mako 8
Terera ku Mako 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mako 8:3-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo