Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 8:14-15

Mako 8:14-15 BDSC

Vadzidzi vakanga vakanganwa kuuya nechingwa, kunze kwechimwe chete chavakanga vanacho mugwa. Jesu akavayambira achiti, “Chenjerai. Ngwarirai mbiriso yavaFarisi neyaHerodhi.”