Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 6:49-50

Mako 6:49-50 BDSC

asi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti aiva dzangaradzimu. Vakadanidzira, nokuti vose vakamuona vakatya. Pakarepo akataura kwavari akati, “Tsungai mwoyo! Ndini. Musatya.”