Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 4:31-32

Mako 4:31-32 BDSC

Hwakafanana netsanga yemasitadhi, inova tsanga duku duku yaunodyara muvhu. Asi kana yadyarwa, inokura igova muti mukuru kupfuura miti yose yomubindu, una matavi makuru zvokuti shiri dzedenga dzinogona kugara mumumvuri wawo.”