Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 3:20-21

Mako 3:20-21 BDSC

Ipapo Jesu akapinda mune imwe imba, uye vazhinji vakaunganazve, zvokuti iye navadzidzi vake vakanga vasingagoni kunyange kudya. Mhuri yake yakati yazvinzwa, vakaenda kundomubata, nokuti vakati, “Ava kupenga.”