Jesu akakwira pagomo akadana kwaari vaya vaaida, uye vakauya. Akasarudza vane gumi navaviri akavati vapostori, kuti vagare naye uye kuti agozovatuma kuti vandoparidza uye kuti vave nesimba rokudzinga madhimoni.
Verenga chikamu Mako 3
Terera ku Mako 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mako 3:13-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo