Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 15:37-38

Mako 15:37-38 BDSC

Ipapo Jesu akadanidzira nenzwi guru, akabudisa mweya wake. Chidzitiro chapatemberi chakabvaruka napakati kubva kumusoro kusvikira pasi.