Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 14:1-2

Mako 14:1-2 BDSC

Zvino kwakanga kwangosara mazuva maviri kuti Pasika noMutambo weChingwa Chisina Mbiriso zviitwe, uye vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro vakanga vachitsvaka nzira yokuti vasunge Jesu nayo uye vamuuraye. Vakati, “Asi kwete panguva yoMutambo, nokuti vanhu vangangoita bope.”