Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 13:35-36

Mako 13:35-36 BDSC

“Naizvozvo rindai nokuti hamuzivi musi unouya muridzi weimba, zvimwe madekwana, kana usiku, kana pakurira kwejongwe, kana mambakwedza. Kana akakurumidza kuuya, musamurega achikuwanai muvete.