Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 10:7-8

Mako 10:7-8 BDSC

Nokuda kwaizvozvi, murume achasiya baba vake namai vake uye agonamatira kumukadzi wake, uye vaviri ava vachava nyama imwe. Saka havachisiri vaviri, asi nyama imwe.