Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 10:36-37

Mako 10:36-37 BDSC

Akavabvunza akati, “Munoda kuti ndikuitireiko?” Vakapindura vakati, “Titenderei kuti mumwe wedu agare kuruoko rwenyu rworudyi uye mumwe kuruboshwe rwenyu mukubwinya kwenyu.”