Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 10:17

Mako 10:17 BDSC

Jesu akati achifamba munzira, mumwe murume akamhanyira kwaari akawira pasi namabvi ake pamberi pake. Akabvunza akati, “Mudzidzisi akanaka, ndinofanira kuiteiko kuti ndigare nhaka youpenyu husingaperi?”