Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 1:40-41

Mako 1:40-41 BDSC

Mumwe murume akanga ana maperembudzi akauya kwaari akapfugama, akamukumbira zvikuru achiti, “Kana muchida, munogona kundinatsa.” Jesu akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake akabata murume uya. Akati, “Ndinoda. Chinatswa!”