uye vakati vamuwana, vakati, “Vanhu vose vanokutsvakai!” Jesu akapindura akati, “Ngatiendei kune imwe nzvimbo, kumisha iri pedyo, kuti ndinoparidzawo ikoko. Ndizvo zvandakauyira.”
Verenga chikamu Mako 1
Terera ku Mako 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mako 1:37-38
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo