Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 9:32-34

Mateo 9:32-34 BDSC

Vakati vachibuda, mumwe murume akanga ari mbeveve uye akabatwa nedhimoni akauyiswa kuna Jesu. Dhimoni rakati radzingwa, munhu uya akanga ari mbeveve akataura. Vanhu vazhinji vakashamiswa uye vakati, “Zvakadai hazvisati zvamboonekwa muIsraeri.” Asi vaFarisi vakati, “Anodzinga madhimoni nomukuru wamadhimoni.”