Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 28:9-10

Mateo 28:9-10 BDSC

Pakarepo Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai.” Vakauya kwaari vakabata tsoka dzake uye vakamunamata. Ipapo Jesu akati kwavari, “Musatya. Endai mundoudza hama dzangu kuti vaende kuGarirea; ikoko ndiko kwavachanondiona.”