Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 28:8-9

Mateo 28:8-9 BDSC

Saka vakadzi ava vakakurumidza kubva paguva vachitya asi vakazadzwa nomufaro, uye vakamhanya kundoudza vadzidzi vake. Pakarepo Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai.” Vakauya kwaari vakabata tsoka dzake uye vakamunamata.