Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 2:9-10

Mateo 2:9-10 BDSC

Mushure mokunge vanzwa zvainge zvataurwa naMambo, vakapfuurira mberi norwendo rwavo, uye nyeredzi yavakanga vaona kumabvazuva yakavatungamirira kusvikira yandomira panzvimbo paiva nomwana. Pavakaona nyeredzi, vakafara kwazvo.