Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 18:5-6

Mateo 18:5-6 BDSC

“Uye ani naani anogamuchira mwana muduku souyu muzita rangu anogamuchira ini. Asi ani naani anoita kuti mumwe wavaduku vanotenda kwandiri atadze, zvaiva nani kwaari kuti asungirirwe guyo guru muhuro make agonyudzwa mugungwa makadzika.