Asi imi munoti kana munhu akati kuna baba vake kana mai vake, ‘Chinhu chipi nechipi chamaiti munozogamuchira kubva kwandiri, chava chipo chakakumikidzwa kuna Mwari’
Verenga chikamu Mateo 15
Terera ku Mateo 15
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mateo 15:5
3 Mazuva
Ruzhinji rwevanhu rwakagara mukusaziva nemuuipi, izvo zvinoratidza kuti pave nekuora kweraramo. Kunyange zvakadaro, nenyasha dzaMwari, Kristu vakatuma vadzidzi wake, kubudikidza neupenyu hwawo pamwechete nedzidziso kuti vagogadzirisa nyika, kuipa ruzivo pamwe nenyasha. Zvichakaaro, kana munhu atakura kutenda muna Kristo, achiramba achirarama upenyu usingaratidzi nyasha idzodzo, hakunazve imwe nzira ingaratidza kubatsira kwake. Tinofanira kuva nechinangwa chekusvika pakubwinya kunodiwa naMwari.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo