Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 15:19-21

Mateo 15:19-21 BDSC

Nokuti mumwoyo munobuda pfungwa dzakaipa, umhondi, upombwe, unzenza, umbavha, uchapupu hwenhema nokureva nhema pamusoro pavamwe vanhu. Izvi ndizvo ‘zvinosvibisa’ munhu, asi kudya asina kushamba maoko ‘hazvimusvibisi’.” Jesu akabvapo akaenda kudunhu reTire neSidhoni.