Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 15:19-20

Mateo 15:19-20 BDSC

Nokuti mumwoyo munobuda pfungwa dzakaipa, umhondi, upombwe, unzenza, umbavha, uchapupu hwenhema nokureva nhema pamusoro pavamwe vanhu. Izvi ndizvo ‘zvinosvibisa’ munhu, asi kudya asina kushamba maoko ‘hazvimusvibisi’.”