Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 14:29-30

Mateo 14:29-30 BDSC

Iye akati, “Uya.” Ipapo Petro akabuda mugwa akafamba pamusoro pemvura akananga kuna Jesu. Asi akati achiona mhepo ine simba, akatya, ndokubva atanga kunyura, achibva adanidzira achiti, “Ishe, ndiponesei!”