Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 12:48-50

Mateo 12:48-50 BDSC

Akamupindura akati, “Ko, mai vangu ndiani, navanunʼuna vangu ndivanaani?” Achinongedzera vadzidzi vake akati, “Ava ndivo mai vangu navanunʼuna vangu. Nokuti ani naani anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga ndiye mununʼuna wangu nehanzvadzi yangu, namai vangu.”