Soromoni baba vaRehobhoamu, Rehobhoamu baba vaAbhija, Abhija baba vaAsa, Asa baba vaJehoshafati, Jehoshafati baba vaJoramu, Joramu baba vaUzia, Uzia baba vaJotamu, Jotamu baba vaAhazi, Ahazi baba vaHezekia. Hezekia baba vaManase, Manase baba vaAmoni, Amoni baba vaJosia, naJosia baba vaJekonia navanunʼuna vake panguva yavaiva kuutapwa muBhabhironi.
Verenga chikamu Mateo 1
Terera ku Mateo 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mateo 1:7-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo