Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 6:20-21

Ruka 6:20-21 BDSC

Akatarira kuvadzidzi vake, akati: “Makaropafadzwa imi varombo, nokuti umambo hwaMwari ndohwenyu. Makaropafadzwa imi vane nzara zvino, nokuti muchaguta. Makaropafadzwa imi munochema zvino, nokuti muchaseka.