Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 5:4-5

Ruka 5:4-5 BDSC

Akati apedza kutaura, akati kuna Simoni, “Chiriswededza kwakadzika ugokanda usvasvi ubate hove.” Simoni akapindura akati, “Tenzi, takashanda zvakaoma usiku hwose uye hatina kubata chinhu. Asi sezvamadaro imi, ndichakanda hangu mambure.”