Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 4:9-10

Ruka 4:9-10 BDSC

Satani akamutungamirira kuJerusarema akamuita kuti amire pachiruvi chetemberi. Akati kwaari, “Kana uri mwanakomana waMwari, zviwisire pasi uchibva pano. Nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “ ‘Acharayira vatumwa vake pamusoro pako kuti vakuchengete kwazvo