Vanhu vose vakanga vari musinagoge vakatsamwa kwazvo pavakanzwa izvi. Vakasimuka, vakamubudisa muguta, vakamutora vakaenda naye kumucheto cheto kwechikomo chakanga chakavakirwa guta ravo, kuti vamusundidzire kumawere. Asi akafamba napakati pemhomho yavanhu akaenda zvake.
Verenga chikamu Ruka 4
Terera ku Ruka 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 4:28-30
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo