Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 24:14-16

Ruka 24:14-16 BDSC

Vakanga vachitaurirana pamusoro pezvinhu zvose zvakanga zvaitika. Vachiri kutaura nokukurukurirana pamusoro pezvinhu izvi, Jesu pachake akabva asvika uye akafamba navo; asi meso avo akabatwa zvokuti havana kumuziva.