Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 2:9-10

Ruka 2:9-10 BDSC

Mutumwa waShe akazviratidza kwavari, uye kubwinya kwaJehovha kwakavakomberedza, uye vakatya kwazvo. Asi mutumwa akati kwavari, “Musatya. Ndauya nenhau dzakanaka dzomufaro mukuru uchava wavanhu vose.