Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 17:3-5

Ruka 17:3-5 BDSC

Saka zvingwarirei. “Kana hama yako ichitadza, itsiure, uye kana akatendeuka, umuregerere. Kana akakutadzira kanomwe pazuva, uye akadzoka kwauri kanomwe achiti, ‘Ndatendeuka,’ muregerere.” Vapostori vakati kuna She, “Tiwedzereiwo kutenda kwedu!”