Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 15:3-4

Ruka 15:3-4 BDSC

Ipapo Jesu akavaudza mufananidzo uyu akati, “Ndianiko pakati penyu kana ane makwai zana, rimwe racho kana rikarasika, asingasiyi makumi mapfumbamwe namapfumbamwe kumafuro achindotsvaka gwai rakarasika kusvikira ariwana?