Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 15:11-12

Ruka 15:11-12 BDSC

Jesu akaenderera mberi akati: “Pakanga pano mumwe murume akanga ane vanakomana vake vaviri. Muduku wacho akati kuna baba vake, ‘Baba, ndipei mugove wenhaka yangu.’ Saka baba vakakamura pfuma yavo vakavagovanisa pakati pavo.