Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 12:20-21

Ruka 12:20-21 BDSC

“Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno chaihwo upenyu hwako huchatorwa kubva kwauri. Zvino ndianiko achatora zvawanga wazvigadzirira?’ “Ndizvo zvichaitika kuna ani zvake anozviunganidzira pfuma asi asina kupfuma kuna Mwari.”