Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 10:38-39

Ruka 10:38-39 BDSC

Jesu navadzidzi vake pavakanga vachifamba, vakasvika pano mumwe musha; mumwe mukadzi ainzi Marita akamugamuchira mumba make. Akanga ano mununʼuna wake ainzi Maria, uyo akagara patsoka dzaShe achiteerera kune zvaakanga achitaura.