Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 1:11-12

Ruka 1:11-12 BDSC

Ipapo mutumwa waShe akazviratidza kwaari, akamira kurutivi rworudyi rwearitari yezvinonhuhwira. Zekaria akati achimuona, akavhunduka uye akabatwa nokutya.