Vazhinji vakaedza kurondedzera nhoroondo dzezvinhu zvakaitika pakati pedu, sokuturirwa kwazvakaitwa kwatiri neavo vakazviona kubva pakutanga naivozve vari varanda veshoko. Naizvozvo, sezvo neniwo ndakanyatsoongorora zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanakawo kuti ndikunyorerei imi Tiofiro mune mukurumbira, nhoroondo ndichinyatsotevedzanisa
Verenga chikamu Ruka 1
Terera ku Ruka 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 1:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo