Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 22:31-33

Revhitiko 22:31-33 BDSC

“Chengetai mirayiro yangu mugoitevera. Ndini Jehovha. Musamhura zita rangu dzvene. Ndinofanira kuzivikanwa somutsvene navaIsraeri. Ndini Jehovha anokuitai vatsvene uye akakubudisai kubva muIjipiti kuti ndive Mwari wenyu. Ndini Jehovha.”