Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 19:9-10

Revhitiko 19:9-10 BDSC

“ ‘Kana uchikohwa mumunda wako usakohwa kusvika kumuchetocheto womunda wako, kana kunhongera zvawira pasi pakukohwa. Musakohwa kechipiri mumunda wemizambiringa kana kunhonga mazambiringa adonha. Zvisiyire varombo kana vatorwa. Ndini Jehovha Mwari wenyu.