Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 18:4-5

Revhitiko 18:4-5 BDSC

Munofanira kutevera mitemo yangu uye mugochenjerera kuti mutevere mirayiro yangu. Ndini Jehovha Mwari wenyu. Chengetai mirayiro nemitemo yangu nokuti munhu anoiteerera achararama nayo. Ndini Jehovha.