Kunyange achiuyisa kusuwa, achanzwira hake tsitsi, rukuru sei rudo rwake rusingaperi. Nokuti haafariri kuuyisa kurwadziwa kana kusuwa kuvana vavanhu.
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3
Terera ku Kuungudza kwaJeremia 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kuungudza kwaJeremia 3:32-33
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo