Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Joshua 1:2-3

Joshua 1:2-3 BDSC

“Mozisi muranda wangu afa. Zvino iwe navanhu ava chigadzirirai kuyambuka rwizi rweJorodhani mupinde munyika yandava kupa vana vaIsraeri. Ndakupai nzvimbo yose yose yamuchatsika netsoka dzenyu, sezvandakavimbisa Mozisi.